Quantcast
Channel: College of Human Sciences
Viewing all articles
Browse latest Browse all 2018

The African philosophical conception of personal naming among the Shona speaking people of Zimbabwe

$
0
0
The African philosophical conception of personal naming among the Shona speaking people of Zimbabwe Penzura, Crymore Personal names carry significant meaning in African cultures. The research critically argues that among the Shona speaking people of Zimbabwe, given names are not just mere tags or labels but carry and convey a significant message to the family or society of the named person. The message is often descriptive of the person named or their family. It describes the circumstances around the birth of the named or the conditions of their parents or their country and or their environment. The research further shows that names derived from socio-cultural experiences may have a plurality of meanings and also that they may be used to predict or explain something about the person named, including their parents or environment. Philosophically then, to name is to confirm, or to negate, and to confer something to the person named or to describe the circumstances of their birth.; Mazita edungamunhu ane chirevo mutsika nemagariro evanhu vemuAfrica. Donzvo retsvakurudzo ino rinotaura nezvevanhu verudzi rweChiShona munyika yeZimbabwe, richiti mazita anopihwa vana haangova mazita chete, asi anetsanangudzo yakakosha zvikuru kumhuri kana kuti munzvimbo yaberekerwa munhu wacho, kana kuti kumuridzi wezita racho. Tsananguro yacho inotaura nezvemuridzi wezita kana kuti kumhuri yaaberekerwa. Tsananguro yacho inotsanangudza mamiriro enguva yaberekwa munhu wacho kana kuti tsika nemagariro evabereki vake kana mamiriro emunyika yaaberekwa kana kuti munzvimbo yaaberekerwa. Tsvakurudzo ino inoenderera mberi ichitaura kuti mazita evanhu anobva mutsika memagariro evanhu anoreva zvinhu zvakawanda nekuti dzimwe nguva anoshandiswa kutaura zvichauya kana kutsanangura nezvemuridzi wezita kana vabereki vake, dzimwe dzenguva nzvimbo yavanogara. Saka fungidziro inoti, kupa zita kubvumirana kana kupikisana, kana kuti kugadza chigaro pamunhu kana kuti katsanangudza mamiriro akaita nguva yaaberekwa.; gama lomntu linentsingiselo enzulu kwiinkcubeko zama-Afrika. Uphando lubonisa ngokucacileyo ukuba phakathi kwabantu baseZimbabwe abantetho isisiShona, igama alinikwayo umntu asinto nje yokuphawula, koko ngumyalezo obalulekileyo omalunga nosapho okanye uluntu lwalowo uthiywa igama. Lo myalezo ula ngokuchaza ngalowo uthiywayo okanye usapho lwakhe. Kuchazwa iimeko ezingqonge ukuzalwa kwakhe okanye imeko yabazali bakhe, isizwe sakhe okanye indalo ebangqongileyo. Uphando lubonakalisa ukuba amagama asekelwe kumava enkcubeko nezentlalo anganeentsingiselo eziliqela. Ngaphaya koko, la magma asenokusetyeniziselwa ukuqikelela okanye ukucacisa okuthile malunga nalo uthiywayo, abazali bakhe okanye indalo ebangqongileyo. Ngokwefilosofi ke ngoko, ukuthiya igama kukungqina okanye kukuphikisa, kukubethelela inyaniso ethile ngomntu othiywa igama, ikwakukuchaza iimeko zokuzalwa kwakhe. Text in English with summaries in English, Shona and isiXhosa; Bibliography: leaves 140-144

Viewing all articles
Browse latest Browse all 2018

Trending Articles